KwaunobvaDuramazwiBbvonyongodza

Duramazwi

bvonyongodza

-bvonyongedza
1

Janyangwa munhu ane mumhu mukuru anofarira zvoku ngobvonyongodza zvinhu zvanga zvichifambira mberi zvakanaka.

Zvine chekuita

-bvonyongedza

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvonyongora

Kubvonyongora kukanyanisa kana kukurunga zvinhu zvanga zvakagadzikana.

Verenga

Swipe for the next word