KwaunobvaDuramazwiBbvonyongera

Duramazwi · zita

bvonyongera

Zvinoreva

Bvonyongera vanhu vakawanda vanenge vachingofamba vachipesana-pesana.

1

Bvonyongera vanhu vakawanda vanenge vachingofamba vachipesana-pesana.

Ukacherechedza uchaona kuti zvipauro hazvingoshandi bvonyongera.

Bvonyongera vanhu vakawanda vanenge vachingofamba vachipesana-pesana.

Kumbirimbizha kurwisa munhu zvebvonyongera uchishandisa maoko kumurova, kumutsunya nomukusunda.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvonyongo

Kuti bvonyongo kukanyanisa kana kuti kukurunga zvinhu zvanga zvakagadzikana.

Verenga

Swipe for the next word