Duramazwi
-bvukudza
Zvinoreva
Kubvongodza kukurunga zvinhu zvakaita sedoro zvekuti rinosara risisisina kugadzikana, masese akwira mudenga.
1
Kubvongodza kukurunga zvinhu zvakaita sedoro zvekuti rinosara risisisina kugadzikana, masese akwira mudenga.
Kubvongodza muto kuseva kweaguta.
Kuvhorongonya kubvongodza mvura zvokuti madhaka kana marara ari pasi anobuda pamusoro.
2
Kubvongodza kufamba zvakanyanya.
Ndisati ndawana basa ndaiswerobvongodza ruwa rwose pasina chinangwa.
3
Kudzongodza.
Zvakafanana
-bvukudza
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvonyera
Kana uchibvonyera nhumbi mubhegi unenge uchidziisamo dzakawanda uye dzisina kurongwa zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word