KwaunobvaDuramazwiBbvokopfoko

Duramazwi · zita

bvokopfoko

Zvinoreva

Bvokopfoko ruzha rwunobuda pakufamba mumashizha akaoma.

1

Bvokopfoko ruzha rwunobuda pakufamba mumashizha akaoma.

Bvokopfoko ruzha rwunobuda pakufamba mumashizha akaoma.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvondoka [-vhunduka]

Kana mvura ikabvondoka inenge yakanganiswa zvekuti madhaka nemarara zvinenge zvasimuka, mvura yacho yosviba.

Verenga

Swipe for the next word