Duramazwi
Zvinoreva
Kana mvura ikabvondoka inenge yakanganiswa zvekuti madhaka nemarara zvinenge zvasimuka, mvura yacho yosviba.
1
Kana mvura ikabvondoka inenge yakanganiswa zvekuti madhaka nemarara zvinenge zvasimuka, mvura yacho yosviba.
Wotombomira kuchera mvura patsime apo. Rabvongodzwa nevana vechikoro vanga vachidiridza mubundo rechikoro.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvonga
Kubvonga kubika sadza shoma nechimbichimbi.
VerengaSwipe for the next word