KwaunobvaDuramazwiBbvonyera

Duramazwi

bvonyera

Zvinoreva

Kana uchibvonyera nhumbi mubhegi unenge uchidziisamo dzakawanda uye dzisina kurongwa zvakanaka.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvonyonga

Kubvonyonga moto kuudzima kana kuukanganisa kubvira.

Verenga

Swipe for the next word