Duramazwi
rigida
-tinhairambembuka
Duramazwi
Kurova zvakasimba.
Kurova zvakasimba.
Kana munhu achirigida anenge achifamba zvakanyanya, kunzvimbo dzakasiyana-siyana.
Kurigida kurova zvibhakera zvakawanda, zvakasimba.
Kurigida kurova zvibhakera zvakawanda, zvakasimba.
Kurigida kudya zvinhu zvakawandisa.
Kana munhu achirigida anenge achifamba zvakanyanya, kunzvimbo dzakasiyana-siyana.
-tinhaira · mbembuka
Duramazwi
01 / 03rikicha
Kurikicha kushandira munhu, sezvakaita mumunda, kuitira kuti ugozopiwa mubairo.
VerengaSwipe for the next word