KwaunobvaDuramazwiBbhagura

Duramazwi

bhagura

-dhegemura-kucha-fobha-gaura

Zvinoreva

Kana uchinzi wabhagura munhu unenge wamurova zvakasimba.

1

Kubhagura-bhagura munhu kudzokorora kumurova zvakasimba.

Kubhagura kupfura kunoita mhuka ichiita zvokusimudza makumbo ayo eshure pamwe chete.

Kana uchinzi wabhagura munhu unenge wamurova zvakasimba.

2

Kubhagura kupfura kunoita mhuka ichiita zvokusimudza makumbo ayo eshure pamwe chete.

Zvakafanana

-dhegemura · -kucha · -fobha · -gaura

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word