Duramazwi · zita
Bhaibheri
bible · Bible
Duramazwi · zita
bible · Bible
Bhaibheri ibhuku rakanyorwa shoko raMwari rinoshandiswa nechitendero chemakristu.
Bhaibheri ibhuku rakanyorwa shoko raMwari rinoshandiswa nechitendero chemakristu.
Hongu bhaibheri rinoramba vanhu vanonyepa but ini kuti nditengese Lennon zvakandirambira hangu.
Chinhu chandisina kumbobvira ndakanganwa raive bhaibheri rangu nekuti ndaingove nerimwe zifeeling mupengo randaive ndisinganzwisisi so.
Zvisinei hazvo mai vangu vaive vakandidzidzisa kunamata plus vakandiudza kuti bhaibheri rangu raizondirwira saka ndaitozongoshinga kunamata.
Duramazwi
01 / 03bhainda
binder
VerengaSwipe for the next word