KwaunobvaDuramazwiBbhaisikopo

Zvinoreva

Iyi mifananidzo inotorwa nemishini yozobuda ichiratidza zvose zvaiitika.

Nzvimbo inotaridzirwa mafirimu (cinema/bioscope).

1

Iyi mifananidzo inotorwa nemishini yozobuda ichiratidza zvose zvaiitika.

Chionwa chikamu chemutambo, bhaisikopo kana bhuku, mukati macho munova ndimo munoitika zvinhu zvakawanda zvichiteverana.

2

Ichi chiitiko chinenge chauya nenzira inoshamisa uye nekukurumidza.

Nemotokari yake inomhanya chaizvo tafamba bhaisikopo chairo.

3

Nzvimbo inotaridzirwa mafirimu (cinema/bioscope).

Nemotokari yake inomhanya chaizvo tafamba bhaisikopo chairo.

Chionwa chikamu chemutambo, bhaisikopo kana bhuku, mukati macho munova ndimo munoitika zvinhu zvakawanda zvichiteverana.

Kana vanhu vadheruka vanenge vafamba vakananga kumwe kunhu vakawanda. Vanhu vakadheruka vakananga kuchikoro pakanzi paiuya bhaisikopo.

Zvakafanana

firimu · dzangaradzimu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhajeta

Kubhajeta kuronga mashandisirwe angaitwa mari.

Verenga

Swipe for the next word