Duramazwi · zita
dzangaradzimu
apparition
Duramazwi · zita
apparition
Mufananidzo wezvinhu zvinofamba.
Mufananidzo wezvinhu zvinofamba.
Vakati vakaona dzangaradzimu husiku muruware.
Kurekodha kutapa mazwi anenge ari kuimbwa kana kutaurwa nedzangaradzimu, kuitira kuzozvinzwazve pane imwe nguva.
Iri zinhu rinonzi rakareba, rinoonekwa usiku uye richityisa.
lyi mifananidzo yaionekwa makarekare iri mudenga, yaiumbwa namakore ichitaridza maguta, vanhu vanotswa nezvimwewo.
Iyi mifananidzo inoteyewa pamadziro nomuchina, inenge ichifamba nokutaura savanhu.
nyin 'inya · goritoto · dzimudzangara · firimu · bhaisikopu
Duramazwi
01 / 03dzani
Dzani inzvimbo inochengeterwa hari nendiro mumba.
VerengaSwipe for the next word