Duramazwi · zita
Zvinoreva
Goritoto mweya wemunhu akafa unonzi unobaka kana kungoita zimumvuri zirefu richivhundisira vapenyu manheru.
1

Chokwadi nemanakiro aive akaita ring yangu munhu ndipo pooshamisika kunge aona goritoto kudaro?.
Goritoto mweya wemunhu akafa unonzi unobaka kana kungoita zimumvuri zirefu richivhundisira vapenyu manheru.
2
Goritoto zinhu zirefurefu rinotyisa rinoonekwa pamutambo, kunyanya wezvinyao, rinenge riri munhu ari pamadondoro akafukidza kumeso negumbeze.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03goro
Chibodzwa.
VerengaSwipe for the next word