KwaunobvaDuramazwiCchipoko

Zvinoreva

Chipoko mweya womunhu akafa unonzi unomuka nokuita moto unovhundusira vanhu. Chipoko chinoonekwa parinda rake usiku.

1

Kana chaive chipoko or nyoka ndezvake izvo ndaive ndisisina kana basa naye ini.

Ndoza chipoko chemunhu akafa achirwa, chinonzikwa kuchema pedyo nepaakaurayirwa.

Chipoko mweya womunhu akafa unonzi unomuka nokuita moto unovhundusira vanhu. Chipoko chinoonekwa parinda rake usiku.

Zvakafanana

chidhoma

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word