KwaunobvaDuramazwiCchipiyaniso

Duramazwi · zita

chipiyaniso

muchinjikochipambanochinjikano

Zvinoreva

Aya matanda maviri akarovererwa akachinjikana. Bhaibheri rinotaura kuti Jesu akaroverwa pachipiyaniso achifira zvivi zvedu.

1

Rusariro chuma chakatungwa chine chipiyaniso chokuverengesa minamato.

Kana ukachinjika matanda unenge waatsveta nenzira inoita kuti rimwe rigure napamusoro perimwe achiita chipiyaniso.

Aya matanda maviri akarovererwa akachinjikana. Bhaibheri rinotaura kuti Jesu akaroverwa pachipiyaniso achifira zvivi zvedu.

Zvakafanana

muchinjiko · chipambano · chinjikano

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word