KwaunobvaDuramazwiCchipitipiti

Duramazwi · zita

chipitipiti

dashed

pindepinde

Zvinoreva

Uku kupinda nokukasira muchinhu chimwe chete kwezvinhu zvakawanda. Chakave chipitipiti kupinda mumba mvura yonaya panhimbe.

1

Chipitipiti chakazvara chimwandamwanda.

Uku kupinda nokukasira muchinhu chimwe chete kwezvinhu zvakawanda. Chakave chipitipiti kupinda mumba mvura yonaya panhimbe.

2

Uku kushanda zvine simba munhu achikurumidza.

Zvakafanana

pindepinde

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipiyaniso

Aya matanda maviri akarovererwa akachinjikana. Bhaibheri rinotaura kuti Jesu akaroverwa pachipiyaniso achifira zvivi zvedu.

Verenga

Swipe for the next word