KwaunobvaDuramazwiCchiviriviri

Duramazwi · zita

chiviriviri

Zvinoreva

Urwu ruzha rwevanhu kana mhuka zhinji dzine-nge dzichimhanya.

1

Urwu ruzha rwevanhu kana mhuka zhinji dzine-nge dzichimhanya.

Hwai dzaiita _chiviriviri_ kutiza chimbwamupengo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiwa

Inzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya.

Verenga

Swipe for the next word