KwaunobvaDuramazwiCchivirikidzo

Duramazwi · zita

chivirikidzo

Zvinoreva

Iyi imbatya inopfekwa pamusoro pedzimwe kuitira kudzivirira chando kana mhepo.

1

Iyi imbatya inopfekwa pamusoro pedzimwe kuitira kudzivirira chando kana mhepo.

Ukafamba usina chivirikidzo usiku unomerera nechando.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiviriviri

Urwu ruzha rwevanhu kana mhuka zhinji dzine-nge dzichimhanya.

Verenga

Swipe for the next word