KwaunobvaDuramazwiCchiwanano

Zvinoreva

Chiwanano idoro rinopiwa vanhu vari pakati pokurima panhimbe.

1

Chiwanano idoro rinopiwa vanhu vari pakati pokurima panhimbe.

Vehana nhete vanoonekwa kudhakwa pahari yechiwanano.

Chiwanano idoro rinopiwa vanhu vari pakati pokurima panhimbe.

Zvakafanana

gombora

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiwangu

Chiwangu rudzi rwenzungu yebambara yakatsvukuruka.

Verenga

Swipe for the next word