KwaunobvaDuramazwiNnhimbe

Duramazwi

nhimbe

humwehoka

Zvinoreva

Nhimbe idoro rinonwiwa navanhu vemumusha, pavanenge vachibatsirana kuita basa pamba kana mumunda wemunhu anenge abika doro iri.

1

Nhimbe idoro rinonwiwa navanhu vemumusha, pavanenge vachibatsirana kuita basa pamba kana mumunda wemunhu anenge abika doro iri.

Gombora idoro rinozonwiwa masikati nhimbe yava pakati.

Kunekaidza kukonzera kuti munhu asagara pasi achishanda, sezvinoita munhu ane vaenzi pamba pake, kana munhu ane nhimbe.

Nhimbe idoro rinonwiwa navanhu vemumusha, pavanenge vachibatsirana kuita basa pamba kana mumunda wemunhu anenge abika doro iri.

Zvakafanana

humwe · hoka

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhimbetimbe

Nhimbetimbe kungotimba asi zvisina urongwa hunoonekera kuti uri kutimbi-rei, uye wakananga kupi.

Verenga

Swipe for the next word