KwaunobvaDuramazwiNnhimbwitimbwi

Duramazwi · zita

nhimbwitimbwi

Zvinoreva

Nhimbwitimbwi chikafu chinenge chakaita mvuramvura.

1

Nhimbwitimbwi chikafu chinenge chakaita mvuramvura.

Nhimbwitimbwi chikafu chinenge chakaita mvuramvura.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhimura

Nhimura kutorwa kana kukamurwa kunoitwa zvipfuyo kuti zvinosara zviwane ufuro hwakakwana. Munyika ino makaita nhimura yakarwadza vanhu vatema vaiva nemombe dzakawanda, kubva mugore ra1951.

Verenga

Swipe for the next word