Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhindi chidimbu chenyama.
1
Nhindi chidimbu chenyama.
Ndatogwangura vandadva nhindi yenyama yawa-ndipa.
Kurumira kusevesa sadza nenyama shoma, zvokuti unotora nguva une nhindi imwe chete uchiidambura zvishoma nezvishoma.
Kudunzurira nhindi yenyama kuruma tudimbu tudiki tudiki pakudya, uchiitira kuti isakurumidze kupera, ukwanise kudya sadza rakawanda.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhindiri
Nhindiri chimuti chinoita zimwana rakatenderera nechekumudzi kwaro.
VerengaSwipe for the next word