KwaunobvaDuramazwiNnhimbu

Duramazwi · zita

nhimbu

Zvinoreva

Nhimbu inzira yekudimbudzira kusvika kune imwe nzvimbo.

1

Nhimbu maitiro ekuti kana uchiita chinhu haudi kutevedza matanho ese anenge achitarisirwa, nokuti unenge uchida kuchimbidza kupedza.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhimbwitimbwi

Nhimbwitimbwi chikafu chinenge chakaita mvuramvura.

Verenga

Swipe for the next word