KwaunobvaDuramazwiNnhimura

Duramazwi · zita

nhimura

Zvinoreva

Nhimura kutorwa kana kukamurwa kunoitwa zvipfuyo kuti zvinosara zviwane ufuro hwakakwana. Munyika ino makaita nhimura yakarwadza vanhu vatema vaiva nemombe dzakawanda, kubva mugore ra1951.

1

Nhimura muripo waibviswa paroora navakwasha kuti vaderedzerwe pane zvekuroora.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhindi

Nhindi chidimbu chenyama.

Verenga

Swipe for the next word