KwaunobvaDuramazwiGgumwe

Zvinoreva

Kushanda pamwe chete kuitira kupedza basa (collective work).

Gumwe chibvumirano chokushanda pamwe chete pabasa rokurima kana rimwewo basa, chinobatsira avo vanenge vabvumirana vacho.

1

Pandakazokaruka ndaiswa chigumwe chaive neropa mumukanwa ndakavhunduka zvese nekutibuda mwoyo ipapo.

Ini ropa randainzwa kunhuwa nderemututu / muhota kana richida kubuda or rakutobuda kwete iri rekuti wakuvara pachigumwe?.

2

Gumwe chibvumirano chokushanda pamwe chete pabasa rokurima kana rimwewo basa, chinobatsira avo vanenge vabvumirana vacho.

Gumwe chibvumirano chokushanda pamwe chete pabasa rokurima kana rimwewo basa, chinobatsira avo vanenge vabvumirana vacho.

Pandakazokaruka ndaiswa chigumwe chaive neropa mumukanwa ndakavhunduka zvese nekutibuda mwoyo ipapo.

Akarwadziwa chigumwe paakagumburwa nedombo.

Zvakafanana

jangano

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

guna

Guna nderumwe rudzi rwemashamba akaita madiki pamatopi, tunowanzopiwa kunguruve.

Verenga

Swipe for the next word