Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jangano kuungana pamwe muchiita jana rekubatsira vakambokubatsiraiwo pabasa, kunyanya remumunda.
1

Majangano ekusakura anobatsira chaizvo kana munhu uchigara wega, nekuti musi wamunosakura mumunda mako ndima inombofamba.
Jangano kuungana pamwe muchiita jana rekubatsira vakambokubatsiraiwo pabasa, kunyanya remumunda.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jangara
Jangara mashizha okupedzisira anobata zvakaita muguri wechibage kana monzora yemhunga.
VerengaSwipe for the next word