KwaunobvaDuramazwiJjanana

Zvinoreva

Janana inzvimbo inenge iri kure chaizvo.

Janana mwana muduku anenge aine mumhu mudiki.

1

Zvino zvawakaroorwa janana wati ndiani achapota achizokuona ikoko.

2

Zvakafanana

kachana

Zvine chekuita

chivhindikiti

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jandu

Jandu chibage chinenge chisina kunyatsosvika.

Verenga

Swipe for the next word