KwaunobvaDuramazwiJjamukira

Duramazwi

jamukira

Zvinoreva

Kujamukira munhu kumupengera zvekupedzisira zviya zvekupopota wakakwidza izwi.

1

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jamukoko

Jamukoko munhu ane usimbe, anongoda kuitirwa zvinhu nguva dzose.

Verenga

Swipe for the next word