KwaunobvaDuramazwiJjamhu

Duramazwi · zita

jamhu

jam

Zvinoreva

Zvekudya zvinotapira zvakagadzirwa nemichero zvakabikwa neshuga (jam).

1

Zvekudya zvinotapira zvakagadzirwa nemichero zvakabikwa neshuga (jam).

Bheri kamuchero kadiki kakatenderera kane ruvara rwakasvibira, kanodyiwa uye kanogadziriswa jamhu.

Ponde mudziyo unogadzirwa kubva pagaba rakapera jamhu, bhinzi kana zvimwewo, unotengeserwa doro kana kunwirwa mvura.

Kubhura kurova munhu zvakanyanya, kazhinji uchishandisa mhonja kana zijamhu.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jamujamu

Kana munhu achiita jamujamu anenge achiwana zvinhu nenzira dzisina kunaka.

Verenga

Swipe for the next word