Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jemhu kudya kunonamirwa pachingwa, kunotapira, kunogadzirwa nemichero nezvimwewo zvirimwa.
1

Izvi ndezvinotapira chaizvo zvakaita seuchi, jemhu kana manyuchi.
Mupichisi muti unokura zviri pakati nepakati, unoita tumashizha tutete, unobereka vana vanodyiwa vakadaro uye vanogadziriswa jemhu.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jemu
jam
VerengaSwipe for the next word