KwaunobvaDuramazwiNnjema

Duramazwi

njema

Zvinoreva

Kunjema kurova pawanga uchida chaipo nechombo kana nechibhakera kana uchirwa nemunhu.

1

Kunjenjema kupfuta kwemoto zvine simba.

Kana muchina ukanjema unenge watadza kushanda nokuda kokuti wakanganiswa. Siragi yanjema saka haichagoni kubudisa mabhora.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njemani

Njemani muto wemuti wemurara, unovidzwa wozoshandiswa sechinwiwa chinodhaka.

Verenga

Swipe for the next word