KwaunobvaDuramazwiJjemedzanwa

Duramazwi · zita

jemedzanwa

Zvinoreva

Jemedzanwa kunyunyuta kana kuchema kunoita vanhu vakawanda nguva imwe chete. Rakave jemedzanwa apo mvura yakatadza kunaya.

1

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jemerere

Jemerere kuchema kwevanhu vachisheedzera nepamusoro pemazwi avo.

Verenga

Swipe for the next word