KwaunobvaDuramazwiJjambwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane jambwa anenge aine munyama achigarowira mumatambudziko.

1

Nyajambwa munhu ane munyama wekungofungidzirwa kuti anoita zvakashata, chero pasina chaaita.

Zvakafanana

rushava shava · ropa rakashata · tahwa · tsambwa

Mamwe mazwi ane J

J

Swipe for the next word