KwaunobvaDuramazwiRrushambwa

Zvinoreva

Kuva nerushambwa kuva munhu uya anogara achiwirwa nematambudziko nguva nenguva.

1

Kuva nerushambwa kuva munhu uya anogara achiwirwa nematambudziko nguva nenguva.

Kuva nerushambwa kuva munhu uya anogara achiwirwa nematambudziko nguva nenguva.

Kupa gotsi kushaya hanya nemunhu zvekuti unenge usisinei naye. Kana midzimu ikakupa gotsi unopinda murushambwa rwakaoma.

Zvakafanana

munyama · rushavashava

Zvakasiyana

makomborero

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rushamhu

Rushamhu kapazi kemuti kanoshandiswa kurovesa.

Verenga

Swipe for the next word