Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rusha kutumba kwechinhu chakafa chinenge chakarara.
1
Kuti rusha kutumba kwechinhu chakafa chinenge chakarara.
Zinzou rakanga rakati rusha mubani.
Kuti rusha kutumba kwechinhu chakafa chinenge chakarara.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rushambo
Rushambo chibhandi chakarukwa nemauswa kana netambo dzesimbi, chinopfekwa mumaoko.
VerengaSwipe for the next word