Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugopogopo.
Munyama irombo rakaipa rinoita kuti munhu angogara achiwirwa nematambudziko.
1
Mugopogopo.
Ndakanzwa ichindishinya zviya kunge yainyura munyama.
Vakaita munyama vakashaiwa mapanga asi ndoavaida.
Chokwadi wangu munyama waive wezizi chaiwo.
2
Munyama irombo rakaipa rinoita kuti munhu angogara achiwirwa nematambudziko.
_Mwana wangu akangoitawo munyama wokufirwa nomurume iye achiri mudiki kudaro._
Ndakanzwa ichindishinya zviya kunge yainyura munyama.
Vakaita munyama vakashaiwa mapanga asi ndoavaida.
Zvakafanana
jambwa · shonhe · chimene · ropa rakashata · bandamba
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munyambanje
Munyambanje kamuti kasingarebi zvakanyanya kuenda mudenga, kane mashizha anonhuhwa chaizvo kana ukamabata.
VerengaSwipe for the next word