KwaunobvaDuramazwiCchidywa

Duramazwi · zita

chidywa

Zvinoreva

Chidywa kukaruka mataura zvakafanana nguva imwe chete asi musina kunge mazvironga.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidza

Chidza munhu kana chinhu chagara panzvimbo imwe chete kwenguva refu. *Sekuru ndivo chidza chomuraini medu*.

Verenga

Swipe for the next word