KwaunobvaDuramazwiCchidyiwa

Duramazwi · zita

chidyiwa

Zvinoreva

Chidyiwa ndechose chinogona kutsengwa nemazino chichimedzwa kuiswa mudumbu.

1

Chidyiwa ndechose chinogona kutsengwa nemazino chichimedzwa kuiswa mudumbu.

Ichi chidyiwa chinobikwa nefurawa, chinotapira uye chinenge chiine ruomba pakati.

Chidyiwa ndechose chinogona kutsengwa nemazino chichimedzwa kuiswa mudumbu.

Ichi chidyiwa chinobikwa neupfu hwechibage nefurawa, chinobikirwa muhovhoni kana pamarasha.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word