KwaunobvaDuramazwiZzvokudya

Duramazwi · zita

zvokudya

cafeteria · dietary · fodder · nourishment · sustenance · stew

Zvinoreva

Zvokudya zvinhu zvinogona kudyiwa nevanhu kana nemhuka.

1

Zvokudya zvinhu zvinogona kudyiwa nevanhu kana nemhuka.

Tanaka ndiye aimuendesera zvokudya.

Mujuruwo paaiwana zvokudya zvakawandisa mumvura, aituma zvimwe kuna Hungwe.

Shupa chinhu chinoisirwa zvokudya zvomwana kazhinji kana vanhu vachiinda kumunda.

Zvine chekuita

chikafu

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvokufananidzira

grotesque

Verenga

Swipe for the next word