Duramazwi · chiito
dya
eat
Duramazwi · chiito
eat
Kutora chikafu uchimedza.
Kutora chikafu uchimedza.
Kuchichinha kuro-hwa moyo nenyama yaunenge wa-dya inenge iine mafuta akawandisa.
Kuti dya dya dya kumhanya kunoita mhuka huru ichiita mutsindo.
Kana uchidya unenge uchiisa chikafu mumuromo, wotsenga uchimedza.
Chidya sadza tiende.
Kana wadya vamwe pamakwikwi unenge wavakunda.
Kana uchinge wadya mari unenge waishandisa uchitenga zvinhu nayo. Baba vakasiya vapa mhuri yavo mari yokudya pavakafamba rwendo.
Kana munhu akakudya unenge wakashandisa mari yakawanda paari uchimufadza, kazhinji muchidanana.
-ja
Duramazwi
01 / 03dya dya dya
Kuti dya dya dya kumhanya kunoita mhuka huru ichiita mutsindo.
VerengaSwipe for the next word