Duramazwi
svusvura
dine
Duramazwi
dine
Kusvusvura kudya chikafu chamangwanani, ingava putugadzike kana nezvimwewo.
Kusvusvura kudya chikafu chamangwanani, ingava putugadzike kana nezvimwewo.
Uyu mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa vanhu vapedza kusvusvura.
Kusvusvura kudya chikafu chamangwanani, ingava putugadzike kana nezvimwewo.
Kuzumba kuita kakuzorora, munhu achirara mushure mokusvusvura.
Kusvusvura kudya chikafu chipizvacho, mushure mekunge vanhu vanga vachishanda basa rakaita seremumunda kana remumba.
Duramazwi
01 / 03svuta
Kufema mweya wefodya mumuviri (smoke).
VerengaSwipe for the next word