Duramazwi
Zvinoreva
Kusvusvudzira kutambisa mwana ari kumusana kana ari pamaoko, kuti avate.
1

2
Kusvusvudzira mhuka inenge ichitiza
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svusvumisa
Kusvusvumisa kutinha zvipfuyo zvakawanda, uchiridza muridzo kuti zvimhanye.
VerengaSwipe for the next word