Duramazwi · zita
Zvinoreva
Svusvu munhu ane chiso nechimiro chakanaka, chakaurungana.
Svusvu mushonga unobikwa kuti umwiwe navanhu vazhinji somuteyo.
1

Kuti nyadzu kusumudza zvinorema. Akati zigate ramasvusvu nyadzu, ndokutiza naro.
2
Svusvu mushonga unobikwa kuti umwiwe navanhu vazhinji somuteyo.
Svusvu mushonga unobikwa kuti umwiwe navanhu vazhinji somuteyo.
Svusvu munhu ane chiso nechimiro chakanaka, chakaurungana.
Kuti ta-a kuzara kunoita chinhu kusvika pamusoro. Mugomo wakati ta-a nemasvusvu.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svusvudza
Kusvusvudza kupa munhu kudya kokutanga pazuva iroto.
VerengaSwipe for the next word