Kwaunobva/Duramazwi/S/svunguru
Duramazwi
Kuti svunguru kurara munhu asina kupfeka.
svunudza
Kusvunudza kuita kuti munhu asingaoni aone.
svurwe
Pamuchero unodyiwa svurwe imhodzi dzinosvisvinwa.
svusvu
Svusvu munhu ane chiso nechimiro chakanaka, chakaurungana.
Swipe for the next word