Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zvidzidzo zvekudya (food).
1
Zvidzidzo zvekudya (food).
Huku dzinofarira zvekudya chikafu chadzo dzichiumburudza.
Unofanira kukasira kusuka nhumbi idzi nokuti dzinogona kuomera, sezvo dzamboiswa zvekudya zvine mafuta akawandisa.
Zvekudya zvakagadzirwa nenyama yakaperwa yakaiswa pakati pechingwa (hamburger).
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvekunyika
secular
VerengaSwipe for the next word