KwaunobvaDuramazwiCChidyo

Duramazwi · zita

Chidyo

eucharistic · eucharist

Zvinoreva

Chinhu chinodyiwa.

1

Chinhu chinodyiwa.

Chidyo chinhu chinoiswa mukanwa chichitsengwa kana kutangarirwa chichimedzwa.

MuchiKristu chidyo itsika yekurangarira kufa nekumuka kwaJesu vanhu vachidya chingwa nekunwa waini.

Kana mukararira mangai, munenge maadya manheru sechidyo chenyu chekupera kwezuva.

2

Chidyo chinhu chinoiswa mukanwa chichitsengwa kana kutangarirwa chichimedzwa.

3

Chidyo chingwa chinodyiwa pachirairo.

4

MuchiKristu chidyo itsika yekurangarira kufa nekumuka kwaJesu vanhu vachidya chingwa nekunwa waini.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidywa

Chidywa kukaruka mataura zvakafanana nguva imwe chete asi musina kunge mazvironga.

Verenga

Swipe for the next word