KwaunobvaDuramazwiCchekudya

Zvinoreva

Chekudya ndechose chaunoisa mumurumo wotsenga nokumedza.

1

Chekudya ndechose chaunoisa mumurumo wotsenga nokumedza.

Kushaya chekudya Sokuti: Gore rakapera kwakaita nzara nekuda kwedutu mupengo remvura rakanaya.

Kunyenyura kudya chekudya uchiita kunge usiri kuchida, uchiita zvekurumira pamusoro.

Kuti ravi kunanzva chekudya kana zvimwewo, uchida kunzwa kuti zvasvika papi pakuibva.

Zvakafanana

chikafu

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chekunwa

Chekunwa ndechose chakaita mvura chaunomedza.

Verenga

Swipe for the next word