KwaunobvaDuramazwiKkudya

Zvinoreva

Kudya chinhu chese chinoiswa mudumbu nemumukanwa chichipa upenyu nekupedza nzara.

1

Kudya chinhu chese chinoiswa mudumbu nemumukanwa chichipa upenyu nekupedza nzara.

Akafunga kuti nemadiro avanoita kudya vese haaimbotadza kuidya chete.

Vakatombomira kudya ndokukumura shirt sezvainzi vari kumba kwavo.

Ndaive zvangu ndafarira lunch box nekuti kumba ndaive ndabva ndisina kudya zvese nelunch box ndisina.

2

Kudya kwevhu mipfudze inokudza mbeu.

Zvakafanana

chekudya · chikafu

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word