KwaunobvaDuramazwiDdya rinopisa

Duramazwi

dya rinopisa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi haachadya rinopisa anenge asisina rugare kana rusununguko pamusana pedambudziko.

1

Kana munhu achinzi haachadya rinopisa anenge asisina rugare kana rusununguko pamusana pedambudziko.

Kana nhamo dzakumomotera, hauzomboridya sadza rinopisa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dyadaira

Kudyadaira kafambiro kanoita munhu achizvida.

Verenga

Swipe for the next word