KwaunobvaDuramazwiDdyara

Duramazwi · chiito

dyara

plant; sow

-sima

Zvinoreva

Kudyara kuisa mhodzi muvhu kuti dzimere.

1

Kudyara kuisa mhodzi muvhu kuti dzimere.

Vakadyara tsvina vachakohwa hundi muchamupupuri.

Ndadyara asi pamwe handikohwi!

2

Kudyara kuisa dungirwa kana nesi muvhu.

Tikadyara miti gore negore ndokuti nyika isaite gwenga.

Zvakafanana

-sima

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dyarura

Kudyarura kudzura chinhu changa chakadyarwa uchinosima pamwe.

Verenga

Swipe for the next word