Duramazwi
kavira
-dzaura-dzaurira
Duramazwi
Kukavira kudyara mbeu pasi, uchiita zvokudzicherera zvikomba uchifusira nebadza.
Kukavira kudyara mbeu pasi, uchiita zvokudzicherera zvikomba uchifusira nebadza.
Nguva dzakazofamba hadzo kukavira.
Vakakavira mhepo vachacheka chamupupuri.
Zuva rakakwira rikavira, vanhu vakarara Mai Chakauya vasina kumbotaura nomurume wavo.
-dzaura · -dzaurira
Duramazwi
01 / 03kaviri
doubled
VerengaSwipe for the next word